Tracked shipping to Taiwan with premium packaging for just NT$300 

Ship to
Taiwan
0
  • argentina
  • chile
  • colombia
  • españa
  • méxico
  • perú
  • estados unidos
  • internacional

Select your country

Americas

Europe

Rest of the world

portada Mafuta Enguruve de Trust Mutekwa(Carnelian Heart Publishing Ltd) (in Spanish)
Type
Physical Book
Language
Spanish
Format
Paperback
ISBN13
9781914287572

Mafuta Enguruve de Trust Mutekwa(Carnelian Heart Publishing Ltd) (in Spanish)

Mutekwa Trust (Author) · Carnelian Heart Publishing Ltd · Paperback

Mafuta Enguruve de Trust Mutekwa(Carnelian Heart Publishing Ltd) (in Spanish) - Mutekwa Trust

New Book Imported to Taiwan
Delivery: 17 Aug - 25 Aug Shipping: 4 to 5 business days.
NT$ 671
NT$ 671

Synopsis "Mafuta Enguruve de Trust Mutekwa(Carnelian Heart Publishing Ltd) (in Spanish)"

MAFUTA ENGURUVENdiani chaizvo anourauya Maisva? Ko sei mhondi ichisiya mari yaMaisva yakadaro iyo yakawanda kudaro iyo mhondi isina kana mari? Chiiko chiri kumboitika? Zviri pachena kuti Mafuta Enguruve inyaya yeutikitivha isina matikitivha pose pose. Inenge inozvitikitivha yega kubva pakutanga kusvika mapurisa vazopinda. Mhondi yacho haisi mhondi chaiyo chaiyo... nokuti inotove nebanga rainoshandisa kuveza migoti yakaisvonaka zvokuti vamwe vana amai vanoichemera kunge siwiti. Banga iroro rine mhere. Hakuna asingarirumbidze. Manyorero aTrust Mutekwa ari pano akafanana nekudhirowa. Nyaya haimhanye sebhiza nokuti Mutekwa anenge achidhirowa vanhu nenyika zvakadzika dzika zvamusati mamboona munovhero reShona. Unonzwa zvonzi: "Masamba akaradzika meso ake mumugwagwa waibva pazvitoro wakananga kumavirira. Akaurega wopota neseri kweziware uchinonyura mudondo reDzimidza. Akabva ayeva riya ziware rekuviga mugwagwa. Pamusoro paro paiva nemiti isina kunyanya kuwanda. Paivawo nemafuri nematombo machena nematsvuku ekuti kana uri chinhambwe, zvairatidzika semakwai akazorora zvawo nembudzi... Masamba akaita dzimwe nhanho shoma ndokumbomira zvekare achiteerera mushana seshato pakati pegura. Chaingofamba ndiwo meso aiva zvino adzoswa kusvika ave padundundu pake. Marara emugoti waaiveza akanga asiti nyirinyiti kubva padundundu achidzika nedumbu. Akaumba pfuko nematama ndokubva avhutira Nyamavhuvhu. Marara akabva ati dzvamu...Memory Chirere, University of Zimbabwe Mafuta Enguruve, handiti ndiwo anokanga nyama kusvika yatsvukirira! Nekuku achinzi anokanga iyo nguruve yacho mbune! Paucharava nyayanyorwa yaTrust Mutekwa uchatekwaira uchitsvaka panopisa pemafuta enguruve nepachapisa mafuta enguruve. Nekuno uchitsvakazve pachakangwa nyama nemafuta enguruve ichitsvukirira zvekurwerwesa rute nepachakangwa iyo nguruve mbune nemafuta ayo. Munganonyorwa yaTrust Mutekwa yokutanga ino anosiira zvake kuti muravi aite kafiramberi. Ndiyaniwo zvake angachenese Dyiwa pazororo raMaisva ivo vaive katsi nagonzo pakugarisana kwavo? Kanapo angafungire kuti Masamba ainge asiyana musango reDzimidza! Nyorwa yakarukwa zvokuti muravi anoona mipikicha yakaurungudwa namazwi ichiyanika firimu mupfungwa nemuhana. Zvinongosara zvoti dai wangochivhurawo mapeji enyorwa ino wazvionera panopisa nepanopiswa nemafuta enguruve ichizvikanga kana kukanga nyama.Tinashe Muchuri, munyori nemuturikiriApa pakashandwa. Ndanga ndave nenguva refu ndisati ndasangana nenovhero reShona rinondigarisa pasi seizvi.Ignatius T Mabasa, munyori, sarungano nemuturikiri

Customers reviews

Frequently Asked Questions about the Book

All books in our catalog are Original.
The book is written in Spanish.
The binding of this edition is Paperback.

Questions and Answers about the Book

Do you have a question about the book? Login to be able to add your own question.

Opinions about Bookdelivery

More customer reviews